Peji 32
Peji 32
Pane munhu chaiye ari kukonzera zvinhu zvose zvakaipa zviri kuitika munyika here?
ONA MAPEJI 3-9.
Ndezvipi “zvirimwa zvinomwe” zvaiita kuti Israeri ive nyika yakanaka?
ONA MAPEJI 11-13.
Ona kuti mumwe mushanduri wechiFrench akatamburira sei kuti abudise Bhaibheri mumutauro waitaurwa nevanhu.
ONA MAPEJI 18-20.
Hana yomuKristu inobatsira sei panyaya yokuti abhadhare mitero?
ONA MAPEJI 21-23.
Unogona kudiwa nomwoyo waMwari, sezvakaitwa Dhavhidhi here?
ONA MAPEJI 26-29.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 32]
Photo: Alain Leprince - La Piscine-musée, Roubaix/Courtesy of the former Bouchard Museum, Paris