NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA October 2015
Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva musi wa30 November kusvika 27 December, 2015.
‘Rambai Muchida Varume Vakadaro’
Ndivanaani vanobatsira mumakomiti eDare Rinotungamirira? Vanoita basa rei?
Unoona Ruoko rwaMwari Muupenyu Hwako Here?
Bhaibheri rinenge richirevei parinotaura ‘nezveruoko’ rwaMwari?
“Tiwedzereiwo Kutenda”
Tinokwanisa kuva nokutenda nesimba redu toga here?
NYAYA YEUPENYU
Havana Kudemba Zvavakasarudza Vachiri Mudiki
Nikolai Dubovinsky, uyo akashumira Jehovha akatendeka panguva yaitonga Soviet Union, aiva nebasa rakaoma kutopfuura kuva mujeri.
Shumira Jehovha Usingatsauswi
Makore anenge 60 adarika, Nharireyomurindi yakataura zvinhu zviri kunyatsozadzika.
Ramba Uchifungisisa Zvinhu Zvokunamata
Ungaramba wakasimba pakunamata here kana ukatorerwa Bhaibheri?
NYAYA YEUPENYU
Kuswedera Pedyo naMwari Kwakandinakira
Sarah Maiga akaguma kureba paakanga ava nemakore 9, asi haana kuguma kukura pakunamata.
“Munhu Asina Zivo Anongotenda Mashoko Ose”
Ungaita sei kuti ukwanise kuziva zvinhu zvisiri zvechokwadi zvaunenge watumirwa?