NHARIREYOMURINDI Nhamba 1 2016 | Nei Tichifanira Kuva Vanhu Vakatendeseka?
Vanhu vakawanda vanonyepa kamwe chete pamaminitsi 10 ega ega pavanenge vachitaura. Nei uchifanira kuva munhu akatendeseka?
NYAYA IRI PAKAVHA
Kutendeseka Ndekwechinyakare Here?
Vanhu pavakaona zvakaitika kuna Hitoshi vangafunga kuti kutendeseka ndekwechinyakare.
NYAYA IRI PAKAVHA
Kutendeseka Kwakanakirei?
Vamwe vachitaura zvakaitika kwavari zvinoratidza kuti kutendeseka kunobatsira.
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
Ndipeiwo Gore Rimwe Chete Rerugare Uye Mufaro
Alain Broggio akabayiwa mwoyo nemashoko ari pana 1 Johani 1:9.
Waizviziva Here?
Mipumburu (scrolls) inotaurwa muBhaibheri yaigadzirwa uye yaishandiswa sei? Panenge pachitaurwa ‘mukuru wevapristi’ muMagwaro echiKristu echiGiriki panenge pachitaurwa nezvaani?
Zvaungaita Kana Uine Zvauri Kutyira
Zvinhu zvitatu zvaunogona kuita kana uine zvauri kutyira.
UCHENJERI HWEKARE HUNOTIBATSIRA MAZUVA ANO
Musazvidya Mwoyo
Jesu akatiudza kuti tirege kuzvidya mwoyo uye akatsanangura kuti tingazviita sei.
Bhaibheri Rinotii?
Vakafa vachazomuka here?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Bhaibheri Rinogona Kundibatsira Here Kana Ndakaora Mwoyo?
Pane zvinhu zvitatu zvatinopiwa naMwari zvinotibatsira patinenge takaora mwoyo.