Unoda Kudzidza Zvimwe Here?
Bhaibheri rinoti: “Uchenjeri ndihwo hunokosha kupfuura zvimwe zvese, saka wana uchenjeri, uye pazvese zvaunowana, wana mwoyo unonzwisisa.” (Zvirevo 4:7) Musiki wedu anotipa mazano anogona kutibatsira kuti tiite zvisarudzo zvakanaka uye tifare muupenyu.
Kana uchida kunzwa mamwe mazano anotaurwa muBhaibheri enda pajw.org. Uchawana . . .
BHAIBHERI
MAVHIDHIYO
MAKATUNI
ZVINOTAURWA NEVAMWE
DZIMWEWO NYAYA
Zvese zviripo hazvibhadhariswi, uye zvinobatsira vanhu vese.