Indekisi Yevhoriyamu 23 yeMukai!
Indekisi Yevhoriyamu 23 yeMukai!
MHUKA NEZVIRIMWA
Katsi Iri Mungozi Yokutsakatika Kupfuura Dzose (Iberian lynx), 8/8
Lavender, 7/8
Mhuka Dzinovaraidza, 3/8
Muti Unorarama Zvinoshamisa (muti unonzi welwitschia), 3/8
NYAYA DZAKASIYANA-SIYANA
Chido Chokudzidza, 8/8
Doro, 7/8
Kireshi Isina Matoyi, 10/8
Kubudirira Pakati
Pematambudziko, 1/8
Matai, 6/8
Matoyi Akanakisisa, 8/8
Tariro, 5/8
Uwandu Hwevanhu, Bhaibheri, Nguva Yemberi, 5/8
NYAYA DZENYIKA NEMAMIRIRO EZVINHU
Kubata Pamuviri Kwevachiri Kuyaruka, 10/8
Kuchinja, 4/8
Kutyisa Kwenyukireya, 3/8
Rusaruro, 9/8
Zvidzivirire Pakubiridzirwa, 8/8
NYAYA DZOUPENYU
Chimwe Chinhu Chiri Nani Pane Mukurumbira (C. Sinutko), 9/8
“Jehovha Mandiwana!” (N. Lenz), 10/8
Kudzidziswa Kuda Mwari Kubva
Ndichiri Muduku (A. Melnik), 11/8
NYIKA NEVANHU
Mapopoma (Zambia), 3/8
Namaqualand (South Africa), 2/8
Shanyira Musika Wehove Mukuru Munyika Yose (Japan), 2/8
Vakapukunyuka Mafashamo! Switzerland), 4/8
SAYENZI
Kuyera Nyika Nekamuti, 7/8
Sayenzi Ingabatsira Kuwana Mwari Here? 7/8
UKAMA HWEVANHU
Bata Nguva! 4/8
Kukudziridza Chido Chokudzidza, 8/8
Kusurukirwa, 6/8
Kuverengera Vana, 11/8
Kuyaruka, 7/8
Makore Okutanga Omwana, 11/8
Vanababa Vakanaka, 9/8
Tsvaka Shamwari Chaidzo, 12/8
UPFUMI NEBASA
Kunetswa Kubasa, 5/8
UTANO NOMUSHONGA
AIDS Ichapera Rini? 12/8
Chii Chinonzi Vitiligo? 10/8
Chikwereti Chehope, 2/8
Fivha Inokonzerwa Nouswa, 6/8
Kufutisa, 11/8
Kungwarira Chitarisiko
Pakunozoguma Kwava Kushushikana, 8/8
Kurwisa Zvirwere, 6/8
Kushaya Mbereko, 10/8
Kutenda Kwemhuri, (ulcerative colitis), 5/8
Mwana Wako Paanenge
Achingochema Asinganyarari, 5/8
Nei Tichida Tariro? 5/8
Zvinyamusi, 1/8
Zvirwere Zvepfungwa, 12/8
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
Kunwa Zvakanyanyisa Kwakaipirei? 10/8
Kurara Mose Musati Maroorana, 8/8, 9/8
Kutaura Zvepabonde
Parunhare, 3/8
Kuwana Nguva Yokuita Basa
Rechikoro Rinoitirwa Kumba, 2/8
Makirabhu Emadhanzi, 5/8
Ndingaita Sei Kana Ndakundikana? 12/8
Ndingaita Sei Kuti Asandibata Zvakaipa? 7/8
Ndingamuudza Sei Manzwiro Andinoita? 11/8
Nei Mukomana Wangu Achindibata Zvakaipa Kudai? 6/8
Nei Mwari Achirega Tichitambura? 4/8
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Chikonzero Nei Ndisingadi Kuputa! (detembo romumwe musikana), 5/8
Dare rokuEurope Rinotsigira Kodzero Dzavamwe Amai, 12/8
Kutenda Kwemhuri Kunoiswa Pamuedzo, 5/8
Muedzo Wokutenda (Vane
Gumi Nevatanhatu
vokuRichmond), 3/8
“Munhu Wose Anofanira Kuverenga Bhuku Iri” (Mudzidzisi), 12/8
MuSamariya Akanaka Womuzuva Ranhasi, 8/8
Vechiduku Vanotaura, 9/8
ZVINOTAURA BHAIBHERI
Kufunganya Kunoratidza Kusava Nokutenda Here? 6/8
Kunwisa Kwakaipa Chaizvoizvo Here? 3/8
Kurambana Ndiko Kuzvipedza Here? 9/8
Musoro Weimba, 7/8
Mwari Ane Hanya Nevana Zvechokwadi Here? 8/8
Nei Tichifanira Kuona Kuroorana Sechinhu Chinokudzwa? 5/8
Tinofanira Kubata Sei Vakwegura? 10/8
Unhu Hwako Hunodzorwa Norudzi Rweropa Here? 2/8
Zvibvumirano Zvichaunza Rugare Rwenyika Here? 1/8
Zvinoita Here Kukunda Tsika Dzakaipa?4/8
ZVITENDERO
Mosesi—Munhu Chaiye Here Kana Kuti Wokufungidzira? 4/8
Ziva Mwari Nezita, 2/8