Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati


Wafarira zvawadzidza here?

Wafarira zvawadzidza here?

Ungada kudzidza zvimwe zvinotaurwa neBhaibheri here?

Zvawadzidza ingori nzwisa yezviri mubhuku rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri.

Bhuku racho haritengeswi uye kosi yacho haibhadhariswi. Tichafara kudzidza newe panguva nenzvimbo zvakakunakira.

Mukosi yacho uchadzidza zvinhu zvakawanda zvakadai sekuti:

  • Upenyu hune chinangwa here?

  • Ungaita sei kuti unyatsova nerugare?

  • Mhuri dzingaita sei kuti dzifare?

  • Bhaibheri rinovimbisei nezveramangwana?

Kuti uwane bhuku racho woenderera mberi nekosi yeBhaibheri, tinokukumbira kuti utaure nemumwe weZvapupu zvaJehovha, kana kuti tumira chikumbiro chekudzidza Bhaibheri paIndaneti pajw.org.