Kutendeseka
Dhe 25:13-16; 2VaK 8:21; VaE 4:25; VaH 13:18
Onawo Job 6:25; Zvi 3:32; 6:16-19; 2VaK 6:3, 4, 7, 8
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Pis 15:1-5—Jehovha akataura kuti vanoda kuva shamwari dzake vanofanira kuva neunhu hwakaita sei uye chimwe chezvinhu zvaanoda ndechekuti vave vanhu vakatendeseka
Mab 5:1-10—Ananiyasi naSafira vakaurayiwa nekuti vakanyepa