“Rudo Runovaka”
MANGWANANI
-
9:30 Mimhanzi
-
9:40 Rwiyo Nhamba 90 Nemunyengetero
-
9:50 “Ruzivo Runoita Kuti Munhu Azvitutumadze, Asi Rudo Runovaka”
-
10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Vakavaka Vamwe
-
Bhanabhasi
-
Pauro
-
Dhokasi
-
-
11:05 Rwiyo Nhamba 79 Nezviziviso
-
11:15 Ita Zvinopfuura Kungopa Vanhu Mashoko Akanaka Muushumiri
-
11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa
-
12:00 Rwiyo Nhamba 52
MASIKATI
-
1:10 Mimhanzi
-
1:20 Rwiyo Nhamba 107 Nemunyengetero
-
1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Rudo Runotsigira Sei Chokwadi?
-
2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
-
2:30 Rwiyo Nhamba 101 Nezviziviso
-
2:40 Hurukuro Yekusiyirana: Batsira Kuti Muviri Ukure
-
Ida Chokwadi Chiri muBhaibheri
-
Tsigira Uchenjeri Huri Mumirayiro yaMwari
-
Vaka Vaunonamata Navo
-
-
3:40 “Zvese Zvamunoita Zviitei Nerudo”
-
4:15 Rwiyo Nhamba 105 Nemunyengetero