March 11-17
PISAREMA 18
Rwiyo 148 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. “Jehovha . . . Ndiye Anondinunura”
(10 min.)
Jehovha akaita seibwe, senhare, uye senhoo (Pis 18:1, 2; w09 5/1 14 ¶4-5)
Jehovha anonzwa patinochemera kubatsirwa (Pis 18:6; it-2-E 1161 ¶7)
Jehovha anotibatsira (Pis 18:16, 17; w22.04 3 ¶1)
Jehovha anogona kubvisa dambudziko redu sezvaaimboita kuna Dhavhidhi. Asi kakawanda anotipa “nzira yekubuda nayo” kuburikidza nekutipa simba rekutsungirira dambudziko racho.—1VaK 10:13.
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Pis 18:10—Nei munyori wepisarema akati Jehovha akatasva kerubhi? (it-1-E 432 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 18:20-39 (th chidzidzo 10)
4. Iva Netsitsi Uye Mutsa—Jesu Akazviratidza Sei?
(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 3 pfungwa 1-2.
5. Iva Netsitsi Uye Mutsa—Tevedzera Jesu
(8 min.) Kukurukura nevateereri lmd chidzidzo 3 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”
Rwiyo 60
6. Zvemuungano Yenyu
(5 min.)
7. Vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch
(10 min.) Ratidzai VHIDHIYO yacho.
8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 7 ¶1-8, bhokisi riri papeji 53