February 12-18
PISAREMA 5-7
Rwiyo 118 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. Ramba Wakavimbika Pasinei Nezvinoitwa Nevamwe
(10 min.)
Dzimwe nguva, zvinhu zvaiitwa nevamwe zvaiita kuti Dhavhidhi ashaye mufaro (Pis 6:6, 7)
Akakumbira kubatsirwa naJehovha (Pis 6:2, 9; w21.03 15 ¶7-8)
Dhavhidhi akakwanisa kuramba akavimbika nekuti aivimba naJehovha (Pis 6:10)
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndiri kusimbisa kutenda kwangu here zvekuti ndinokwanisa kuramba ndakavimbika pasinei nezvinoitwa nevamwe?’—w20.07 8-9 ¶3-4.
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Pis 5:9—Huro dzevakaipa dzakaita seguva rakavhurika pakudii? (it-1-E 995)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 7:1-11 (th chidzidzo 10)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) PAIMBA NEIMBA. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 3)
5. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(2 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Tsvaga nzira yekuti uudze munhu wacho kuti uri Chapupu chaJehovha asi usingatauri nezveBhaibheri. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 4)
6. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(2 min.) PAIMBA NEIMBA. Saimba ari kuda kupopotedzana newe. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 5)
7. Kutsanangura Zvaunotenda
(4 min.) Muenzaniso. ijwfq 64—Musoro: Nei Zvapupu zvaJehovha Zvisingabatanidzwi Mumhemberero Dzekurumbidza Nyika? (lmd chidzidzo 3 pfungwa 4)
Rwiyo 99
8. Mushumo Webasa Wepagore
(15 min.) Kukurukura nevateereri. Kana mapedza kuverenga tsamba inobva kuhofisi yebazi yemushumo wegore rebasa ra2023, itai kuti ungano itaure zvimwe zvinokurudzira zviri paMushumo Wegore Rebasa ra2023 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese. Ibvai mazoita kuti vaparidzi vamakatosarudza nechekare vataure zvinhu zvinokurudzira zvavakasangana nazvo muushumiri mugore rebasa rakapfuura.
9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 5 ¶16-22, bhokisi riri papeji 42