A7-F
Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri Hwakazoitwa naJesu Kumabvazuva kwaJodhani Zvakare
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
---|---|---|---|---|---|---|
32, pashure peMutambo Wekukumikidza |
Bhetani mhiri kwaJodhani |
Anoenda kwaibhabhatidzira Johani; vakawanda vanotenda muna Jesu |
||||
Pereya |
Anodzidzisa mumaguta nemumisha, achifamba akananga kuJerusarema |
|||||
Anokurudzira vanhu kupinda nesuo rakamanikana; anochema Jerusarema |
||||||
Zvinenge zvakaitika kuPereya |
Anodzidzisa kuzvininipisa; mifananidzo: zvigaro zvepamusoro uye vanhu vakakokwa vakapa tuzvikonzero |
|||||
Funga zvinoreva kuva mudzidzi |
||||||
Mifananidzo: gwai rakarasika, mari yakarasika, mwanakomana akarasika |
||||||
Mifananidzo: mutariri asina kururama, mupfumi naRazaro |
||||||
Anodzidzisa nezvekugumburwa, kuregerera, uye kutenda |
||||||
Bhetani |
Razaro anofa uye anomutswa |
|||||
Jerusarema; Efremu |
Kuronga kuuraya Jesu; anobvako |
|||||
Samariya; Garireya |
Anoporesa vanhu 10 vane maperembudzi; anotaura nezvemauyiro achaita Umambo hwaMwari |
|||||
Samariya kana kuti Garireya |
Mifananidzo: chirikadzi inoramba ichikumbira, muFarisi nemuteresi |
|||||
Pereya |
Anodzidzisa nezvewanano uye kurambana |
|||||
Anokomborera vana |
||||||
Mubvunzo wemupfumi; mufananidzo wevashandi vemumunda wemizambiringa uye kubhadharwa zvakafanana |
||||||
Zvinenge zvakaitika kuPereya |
Anotaura kechitatu nezvekufa kwake |
|||||
Chikumbiro chaJakobho naJohani chezvinzvimbo muUmambo |
||||||
Jeriko |
Anopfuura nemo, oporesa varume vaviri mapofu; anoshanyira Zakeyo; mufananidzo wemamaina gumi |