RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 Bhuku raHabhakuki Zvitsauko 1 2 3 Zviri Mubhuku Racho 1 Muprofita anochemera kubatsirwa (1-4) ‘Kusvikira riini Jehovha?’ (2) “Nei muchingosiya udzvinyiriri huripo?” (3) Mwari acharanga achishandisa vaKadheya (5-11) Muprofita anoteterera Jehovha (12-17) ‘Mwari wangu, hamufi’ (12) ‘Makachena zvekuti hamungaoni zvakaipa’ (13) 2 ‘Ndicharamba ndakarinda kuti ndinzwe zvaanotaura’ (1) Jehovha anopindura muprofita wacho (2-20) ‘Ramba wakamirira chiratidzo chacho’ (3) Vanhu vakarurama vachararama nekutendeka (4) Matambudziko mashanu kuvaKadheya (6-20) Nyika ichazara nekuziva Jehovha (14) 3 Muprofita wacho anonyengetera kuna Jehovha kuti aratidze simba rake (1-19) Mwari achaponesa vanhu vake vakazodzwa (13) Kupembera nemufaro muna Jehovha pasinei nekuoma kwezvinhu (17, 18) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Habhakuki—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Habhakuki—Zviri Mubhuku Racho Shona Habhakuki—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Habhakuki p. 1480