RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 Tsamba Yechipiri kuvaKorinde Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 Zviri Mubhuku Racho 1 Kwaziso (1, 2) Kunyaradzwa naMwari mumatambudziko ese (3-11) Kuchinja kwenzendo dzaPauro (12-24) 2 Chido chaPauro chekuuya nemufaro (1-4) Mutadzi anoregererwa uye anodzorerwa (5-11) Pauro anosvika kuTroasi nekuMakedhoniya (12, 13) Ushumiri, kufamba mumudungwe sevanhu vakunda (14-17) Hatitengesi shoko raMwari (17) 3 Tsamba dzekurumbidza (1-3) Vashumiri vesungano itsva (4-6) Sungano itsva inobwinya kupfuura yekare (7-18) 4 Chiedza chemashoko akanaka (1-6) Pfungwa dzevanhu vasingatendi dzakapofumadzwa (4) Pfuma mumidziyo yevhu (7-18) 5 Kupfeka imba yekudenga (1-10) Ushumiri hwekuyananisa (11-21) Chisikwa chitsva (17) Nhume dzinomiririra Kristu (20) 6 Nyasha dzaMwari hadzifaniri kushandiswa zvisiri izvo (1, 2) Ushumiri hwaPauro hunotsanangurwa (3-13) Musasungwa pajoko zvisina kukodzera (14-18) 7 Kuzvichenesa pakusachena (1) Mufaro waPauro pamusoro pevaKorinde (2-4) Tito anouya neshoko rinofadza (5-7) Kusuruvara zvinofadza Mwari uye kupfidza zvivi (8-16) 8 Kuunganidza zvipo zvekubatsira vaKristu vekuJudhiya (1-15) Tito achatumwa kuKorinde (16-24) 9 Kukurudzirwa kupa (1-15) Mwari anoda munhu anopa achifara (7) 10 Pauro anoratidza kuti muapostora wechokwadi (1-18) Zvombo zvedu hazvisi zvenyama (4, 5) 11 Pauro uye vaapostora vaya vaizviona sevakanakisisa (1-15) Matambudziko akasangana naPauro semuapostora (16-33) 12 Zviratidzo zvakaonekwa naPauro (1-7a) “Munzwa munyama” waiva naPauro (7b-10) Haana kuderera pane vaapostora vaizviona sevakanakisisa (11-13) Pauro ane hanya nevaKorinde (14-21) 13 Mashoko ekupedzisira ekuyambira uye ekukurudzira (1-14) “Rambai muchizviedza kuti muone kana muri pakutenda” (5) Ruramiswai; muchibvumirana pazvinhu zvamunofunga (11) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe 2 VaKorinde—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE 2 VaKorinde—Zviri Mubhuku Racho Shona 2 VaKorinde—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt 2 VaKorinde p. 1788