RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 25 26 27 28 29 30 31 32 33 34 35 36 Bhuku Rechipiri reMakoronike Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 25 26 27 28 29 30 31 32 33 34 35 36 Zviri Mubhuku Racho 1 Soromoni anokumbira uchenjeri (1-12) Upfumi hwaSoromoni (13-17) 2 Kugadzirira kuvaka temberi (1-18) 3 Soromoni anotanga kuvaka temberi (1-7) Imba Tsvenetsvene (8-14) Mbiru mbiri dzemhangura (15-17) 4 Atari, Dziva, nemabheseni (1-6) Zvigadziko zvemarambi, matafura, nezvivanze (7-11a) Zvinhu zvepatemberi zvinopera kugadzirwa (11b-22) 5 Kugadzirira kukumikidzwa kwetemberi (1-14) Areka inopinzwa mutemberi (2-10) 6 Mashoko aSoromoni kuvanhu (1-11) Munyengetero waSoromoni wekukumikidza (12-42) 7 Temberi inozadzwa nekubwinya kwaJehovha (1-3) Mitambo yekukumikidza (4-10) Jehovha anozviratidza kuna Soromoni (11-22) 8 Zvimwe zvakavakwa naSoromoni (1-11) Manamatiro epatemberi anorongwa (12-16) Ngarava dzaSoromoni (17, 18) 9 Mambokadzi weShebha anoshanyira Soromoni (1-12) Upfumi hwaSoromoni (13-28) Kufa kwaSoromoni (29-31) 10 Israeri inopandukira Rehobhoamu (1-19) 11 Kutonga kwaRehobhoamu (1-12) VaRevhi vakavimbika vanoenda kuJudha (13-17) Mhuri yaRehobhoamu (18-23) 12 Shishaki anorwisa Jerusarema (1-12) Kutonga kwaRehobhoamu kunoguma (13-16) 13 Abhija, mambo weJudha (1-22) Abhija anokunda Jerobhoamu (3-20) 14 Kufa kwaAbhija (1) Asa, mambo weJudha (2-8) Asa anokunda vaItiopiya 1 000 000 (9-15) 15 Asa anogadzirisa zvinhu (1-19) 16 Chibvumirano chaAsa nevaSiriya (1-6) Hananai anotsiura Asa (7-10) Kufa kwaAsa (11-14) 17 Jehoshafati, mambo weJudha (1-6) Kudzidziswa kwevanhu (7-9) Uto raJehoshafati (10-19) 18 Kubatana kwaJehoshafati naAhabhi (1-11) Uprofita hwaMikaya hwekukundwa (12-27) Ahabhi anourayiwa kuRamoti-giriyedhi (28-34) 19 Jehu anotsiura Jehoshafati (1-3) Jehoshafati anogadzirisa zvinhu (4-11) 20 Marudzi akapoteredza anotyisidzira Judha (1-4) Jehoshafati anonyengetera kuti abatsirwe (5-13) Mhinduro yaJehovha (14-19) Judha inoponeswa zvinoshamisa (20-30) Kuguma kweutongi hwaJehoshafati (31-37) 21 Jehoramu, mambo weJudha (1-11) Tsamba inobva kuna Eriya (12-15) Magumo asina kunaka aJehoramu (16-20) 22 Ahaziya, mambo weJudha (1-9) Atariya anobvuta chigaro (10-12) 23 Jehoyadha anopindira; Jehoashi anoitwa mambo (1-11) Atariya anourayiwa (12-15) Jehoyadha anogadzirisa zvinhu (16-21) 24 Kutonga kwaJehoashi (1-3) Jehoashi anogadziridza temberi (4-14) Jehoashi anotsauka (15-22) Jehoashi anourayiwa (23-27) 25 Amaziya, mambo weJudha (1-4) Hondo neEdhomu (5-13) Kunamata zvidhori kwaAmaziya (14-16) Hondo naJehoashi Mambo weIsraeri (17-24) Kufa kwaAmaziya (25-28) 26 Uziya, mambo weJudha (1-5) Hondo dzakarwiwa naUziya (6-15) Uziya anorohwa nemaperembudzi nekuti anozvikudza (16-21) Kufa kwaUziya (22, 23) 27 Jotamu, mambo weJudha (1-9) 28 Ahazi, mambo weJudha (1-4) Kukundwa neSiriya uye neIsraeri (5-8) Odhedhi anoyambira Israeri (9-15) Judha inoninipiswa (16-19) Kunamata zvidhori kwaAhazi; kufa kwake (20-27) 29 Hezekiya, mambo weJudha (1, 2) Hezekiya anogadzirisa zvinhu (3-11) Temberi inocheneswa (12-19) Basa repatemberi rinotangazve (20-36) 30 Hezekiya anochengeta Paseka (1-27) 31 Hezekiya anobvisa kunamata kwenhema (1) Vapristi nevaRevhi vanopiwa zvavanofanira kuwana (2-21) 32 Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (1-8) Saniheribhi anoshora Jehovha (9-19) Ngirozi inouraya uto reAsiriya (20-23) Kurwara kwaHezekiya uye kuzvikudza kwake (24-26) Zvakaitwa naHezekiya uye kufa kwake (27-33) 33 Manase, mambo weJudha (1-9) Manase anopfidza zvivi zvake (10-17) Kufa kwaManase (18-20) Amone, mambo weJudha (21-25) 34 Josiya, mambo weJudha (1, 2) Josiya anogadzirisa zvinhu (3-13) Bhuku reMutemo rinowanika (14-21) Huridha anoprofita nezvedambudziko (22-28) Josiya anoverengera vanhu bhuku (29-33) 35 Josiya anoronga nezvePaseka huru (1-19) Josiya anourayiwa naFarao Neko (20-27) 36 Jehoahazi, mambo weJudha (1-3) Jehoyakimu, mambo weJudha (4-8) Jehoyakini, mambo weJudha (9, 10) Zedhekiya, mambo weJudha (11-14) Kuparadzwa kweJerusarema (15-21) Shoko raKoreshi rekuvakazve temberi (22, 23) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe 2 Makoronike—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE 2 Makoronike—Zviri Mubhuku Racho Shona 2 Makoronike—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt 2 Makoronike pp. 700-701