RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 Tsamba Yekutanga kuvaKorinde Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 Zviri Mubhuku Racho 1 Kwaziso (1-3) Pauro anotenda Mwari nekuda kwevaKorinde (4-9) Kukurudzirwa kubatana (10-17) Kristu, simba uye uchenjeri hwaMwari (18-25) Kuzvirumbidza muna Jehovha chete (26-31) 2 Kuparidza kwaPauro muKorinde (1-5) Kukwirira kwakaita uchenjeri hwaMwari (6-10) Kusiyana kwakaita munhu wemweya nemunhu wenyama (11-16) 3 VaKorinde vachiri venyama (1-4) Mwari anoita kuti zvikure (5-9) Tinoshanda pamwe naMwari (9) Vaka nezvinhu zvisingatsvi (10-15) Muri temberi yaMwari (16, 17) Uchenjeri hwenyika upenzi kuna Mwari (18-23) 4 Vatariri vanofanira kuva vakatendeka (1-5) Kuzvininipisa kwevashumiri vechiKristu (6-13) “Musapfuura zvakanyorwa” (6) VaKristu vari kuonekwa nevanhu vese sevari mudariro (9) Pauro anotora vaanonamata navo sevana vake (14-21) 5 Nyaya yeupombwe (1-5) Mbiriso shomanana inovirisa mukanyiwa wese (6-8) Munhu akaipa anofanira kubviswa (9-13) 6 Hama dzechiKristu dziri kuendesana kumatare (1-8) Vaya vasingazogari nhaka yeUmambo (9-11) Kudza Mwari nemuviri wako (12-20) “Tizai upombwe!” (18) 7 Mazano kuvanhu vasina kuroora kana kuroorwa uye vakaroorana (1-16) Ramba uri sezvawakanga uri pawakadanwa (17-24) Vasina kuroora kana kuroorwa uye chirikadzi (25-40) Zvakanakira kugara munhu asina kuroora kana kuroorwa (32-35) Kuroorana “munaShe chete” (39) 8 Nyaya yezvekudya zvakabayirwa kuzvidhori (1-13) Kwatiri kunongova naMwari mumwe chete (5, 6) 9 Muenzaniso waPauro semuapostora (1-27) “Usasunga muromo wenzombe” (9) ‘Ndine nhamo kana ndikasaparidza!’ (16) Kuva zvinhu zvese kuvanhu vese (19-23) Kuzvidzora pakumhanya munhangemutange yeupenyu (24-27) 10 Kuyambirwa kwatinoitwa nenhoroondo yevaIsraeri (1-13) Kuyambirwa nezvekunamata zvidhori (14-22) Tafura yaJehovha, tafura yemadhimoni (21) Rusununguko uye kufungawo vamwe (23-33) “Itai zvinhu zvese kuti Mwari akudzwe” (31) 11 “Nditevedzerei” (1) Kuva musoro uye kufukidza musoro (2-16) Kuchengeta Kudya kwaShe kweManheru (17-34) 12 Zvipo zvemweya (1-11) Muviri mumwe chete, nhengo dzakawanda (12-31) 13 Rudo—nzira inopfuura dzese (1-13) 14 Zvipo zvekuprofita uye kutaura nendimi (1-25) Misangano yechiKristu yakarongeka (26-40) Nzvimbo yevakadzi muungano (34, 35) 15 Rumuko rwaKristu (1-11) Rumuko musimboti wekutenda (12-19) Rumuko rwaKristu vimbiso yekuti vakafa vachamutswa (20-34) Muviri wenyama, muviri wemweya (35-49) Kusafa uye kusaora (50-57) Zvizhinji zvekuita mubasa raShe (58) 16 Kuunganidza mari yekubatsira vaKristu vekuJerusarema (1-4) Nzendo dzaizoitwa naPauro (5-9) Kushanya kwaTimoti naAporo (10-12) Kukurudzirwa uye kwaziso (13-24) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe 1 VaKorinde—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE 1 VaKorinde—Zviri Mubhuku Racho Shona 1 VaKorinde—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt 1 VaKorinde pp. 1766-1767